Mabasa 7:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mosesi akati aciɀiʋona, akashamiswa neɀaakaʋona; ɀino akati acisweɗera kuzocerekedza, inzwi raShe rikanzwika, riciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Mosesi akati achizviona, akashamiswa nezvaakaona; zvino akati achiswedera kuzocherekedza, izwi raIshe rikanzwika, richiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mosesi paakazviona akashamiswa nezvaakaona. Paakaswedera pedyo kuti anyatsoona, izwi raTenzi rakanzwika richiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Mosesi paakazviona akashamiswa nezvaakaona. Paakaswedera pedyo kuti anyatsoona, izwi raTenzi rakanzwika richiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Paakaona chinhu ichi, akashamiswa nezvaakaona. Akati achiswedera kuti anyatsoona, akanzwa inzwi raIshe richiti, Viz kapitola |