Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 akati kwaʋari: Ibva munyika yako, nokuhama dzako, uende kunyika yandinozokuratidza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 akati kwavari, ‘Ibva munyika yako, nokuhama dzako, uende kunyika yandinozokuratidza.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 ‘Ibva munyika mako nomuhama dzako uende kunyika yandichakuratidza.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 ‘Ibva munyika mako nomuhama dzako uende kunyika yandichakuratidza.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mwari akati kwaari, ‘Ibva munyika yako nokuhama dzako, uende kunyika yandichakuratidza.’

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy