Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Akaʋona mumŋe aciitirwa ɀisakarurama, ndokumurwira, akaʋuraya muEgipita, acitsiʋa wakaŋga acitambudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Akaona mumwe achiitirwa zvisakarurama, ndokumurwira, akauraya muIjipiti, achitsiva akanga achitambudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Paakaona mumwe wavo achiitirwa zvakaipa akadzivirira aiitirwa zvakaipa. Akamutsividzira nokuponda muIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Paakaona mumwe wavo achiitirwa zvakaipa akadzivirira aiitirwa zvakaipa. Akamutsividzira nokuponda muIjipiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Akaona mumwe wavo achitambudzwa nomuIjipita, saka akasvika akamurwira akatsiva nokuuraya muIjipita uya.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy