Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino wakati aȿika makore anamakumi manna, mŋoyo wake ukaɗa kushanyira hama dzake, ʋana ʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Zvino akati asvika makore ana makumi mana, mwoyo wake ukada kushanyira hama dzake, vana vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Paakanga ava namakore makumi mana, akaita pfungwa yokushanyira hama dzake vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 “Paakanga ava namakore makumi mana, akaita pfungwa yokushanyira hama dzake vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “Mozisi paakanga ava namakore makumi mana okuberekwa, akafunga zvokundoshanyira hama dzake ivo vaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy