Mabasa 7:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mosesi akadzidziswa ʋucenjeri bgose bgaʋaEgipita; akaʋa nesimba pamashoko napamaɓasa ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mosesi akadzidziswa uchenjeri hwose hwavaIjipiti; akava nesimba pamashoko napamabasa ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mosesi akadzidziswa ungwaru hose hwavaIjipiti uye akanga ane simba mumazwi ake nomuzviito. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mosesi akadzidziswa ungwaru hose hwavaIjipiti uye akanga ane simba mumazwi ake nomuzviito. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mozisi akadzidziswa uchenjeri hwose hweIjipiti uye aigona kwazvo kutaura nokuita zvinhu. Viz kapitola |