Mabasa 7:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Neŋguʋa iyo Mosesi akaɓerekwa, wakaŋga akaiȿo‐naka kwaɀo; akarerwa mŋedzi mitatu mumba maɓaɓa ʋake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nenguva iyo Mosesi akaberekwa, akanga akaisvonaka kwazvo; akarerwa mwedzi mitatu mumba mababa vake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Panguva iyoyo ndipowo pakaberekwa Mosesi uye akanga akanaka zvikuru kwazvo pana Mwari. Akarerwa kwemwedzi mitatu mumba mababa vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Panguva iyoyo ndipowo pakaberekwa Mosesi uye akanga akanaka zvikuru kwazvo pana Mwari. Akarerwa kwemwedzi mitatu mumba mababa vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Panguva iyoyo Mozisi akaberekwa, uye akanga asiri mwanawo zvake. Akachengetwa mumba mababa vake kwemwedzi mitatu. Viz kapitola |