Mabasa 7:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kuȿikira mumŋe mambo akamuka muEgipita, wakaŋga asina‐kuziʋa Josefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 kusvikira mumwe mambo akamuka muIjipiti, akanga asina kuziva Josefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kusvikira pamuka mumwe mambo akanga asingazivi Josefi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 kusvikira pamuka mumwe mambo akanga asingazivi Josefi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo mumwe mambo, akanga asingazivi nezvaJosefa, akava mutongi weIjipiti. Viz kapitola |