Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 7:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino Josefa akaʋatuma kundoɗana Jakobo, ɓaɓa ʋake, nehama dzake dzose, ʋanhu ʋaiʋa namakumi manomŋe naʋashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino Josefa akavatuma kundodana Jakobho, baba vake, nehama dzake dzose, vanhu vaiva namakumi manomwe navashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Josefi akavatuma kundodana Jakobho baba vake kwaari nehama dzake dzose dzaisvika makumi manomwe ane vanhu vashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Josefi akavatuma kundodana Jakobho baba vake kwaari nehama dzake dzose dzaisvika makumi manomwe ane vanhu vashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Shure kwaizvozvo, Josefa akatuma shoko kuti baba vake Jakobho, nemhuri yavo yose, vanhu makumi manomwe navashanu pamwe chete, vauye.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 7:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy