Mabasa 7:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino nzara ikaȿika paEgipita yose neKanani, nenhamo huru; madziɓaɓa eɗu akashaiwa ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino nzara ikasvika paIjipiti yose neKanani, nenhamo huru; madzibaba edu akashayiwa zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino kwakauya nzara muIjipiti yose neKanani nokutambura kukuru kwazvo. Madzitateguru edu akashaya zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino kwakauya nzara muIjipiti yose neKanani nokutambura kukuru kwazvo. Madzitateguru edu akashaya zvokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Zvino nzara yakasvika muIjipiti yose neKenani, kukava nokutambudzika kukuru, uye madzibaba edu akashayiwa zvokudya. Viz kapitola |