Mabasa 6:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino namazuʋa iwayo, ʋadzidzi ʋaciwanda, ʋaJuda, ʋaitaura ciGiriki, ʋakanyunyutira ʋaHeberu, nokuti cirikadzi dzaʋo dzaiɗarikwa pakugoʋerwa kwomusi mumŋe nomumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino namazuva iwayo, vadzidzi vachiwanda, vaJudha, vaitaura chiGiriki, vakanyunyutira vaHebheru, nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikwa pakugoverwa kwomusi mumwe nomumwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pamazuva iwayo vadzidzi pavakanga vava kuwanda vechiGiriki vakanyunyutira vechiHebheru nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikirwa pakugoverwa kwamazuva ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pamazuva iwayo vadzidzi pavakanga vava kuwanda vechiGiriki vakanyunyutira vechiHebheru nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikirwa pakugoverwa kwamazuva ose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mumazuva iwayo vadzidzi zvavakanga vachiwedzerwa pauwandu, vaJudha vaitaura chiGiriki vaiva pakati pavo vakagununʼuna pamusoro pavaJudha vaitaura chiHebheru nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikwa pakugoverwa kwezvokudya zvemisi yose. Viz kapitola |