Mabasa 5:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ipapo ʋakaɓuɗa pamakurukota, ʋacifara, ɀaʋakanzi ʋakafanirwa iʋo kuɀidzwa nokuɗa kwezita rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Ipapo vakabuda pamakurukota, vachifara, zvavakanzi vakafanirwa ivo kuzvidzwa nokuda kwezita rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vakabva mudare vachifara kuti vakaonekwa vakakodzera kuzvidzirwa zita iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vakabva mudare vachifara kuti vakaonekwa vakakodzera kuzvidzirwa zita iroro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Vapostori vakabva paDare Guru, vachifara nokuda kwokuti vakanga vanzi vakafanira kutambudzwa nokunyadziswa nokuda kweZita iri. Viz kapitola |