Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 5:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Asi kana ɀiri ɀaMŋari, hamuŋgagoni kuɀiparadza; kuti ɀimŋe muŋgaɗai mucirwa naMŋari ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Asi kana zviri zvaMwari, hamungagoni kuzviparadza; kuti zvimwe mungadai muchirwa naMwariwo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 asi kana zviri zvaMwari hamumbokwanisa kuvaparadza. Pamwe mungatowanikwa mavakurwisana naMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 asi kana zviri zvaMwari hamumbokwanisa kuvaparadza. Pamwe mungatowanikwa mavakurwisana naMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Asi kana kuchibva kuna Mwari, hamungagoni kukonesa vanhu ava; muchazoona kuti muri kurwa naMwari.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 5:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy