Mabasa 5:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo mumŋe muFarise, wainzi Gamarieri, mudzidzisi womurairo, waikudzwa naʋanhu ʋose, akasimuka pamakurukota, akaraira kuti ʋanhu ʋaɓuɗiswe ciŋguʋa ciɗuku; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo mumwe muFarisi, ainzi Gamarieri, mudzidzisi womurayiro, aikudzwa navanhu vose, akasimuka pamakurukota, akarayira kuti vanhu vabudiswe chinguva chiduku; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi mumwe muFarisei, nhengo yedare ainzi Gamarieri, mudzidzisi womutemo airemekedzwa navanhu vose, akasimuka akati ngavamboburitswa panze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Asi mumwe muFarisei, nhengo yedare ainzi Gamarieri, mudzidzisi womutemo airemekedzwa navanhu vose, akasimuka akati ngavamboburitswa panze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Asi mumwe muFarisi ainzi Gamarieri, mudzidzisi womurayiro, uyo aikudzwa navanhu vose, akasimuka pakati pedare akarayira kuti vanhu vambobudiswa panze kwechinguvana. Viz kapitola |