Mabasa 5:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino mukuru naʋatariri ʋakaenda, ʋakaʋuya naʋo, ʋasiŋgaiti nesimba, nokuti ʋakaŋga ʋacitya ʋanhu, kuti ʋaŋgatakwa namabge. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino mukuru navatariri akaenda, akauya navo, vasingaiti nesimba, nokuti vakanga vachitya vanhu, kuti vangatakwa namabwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ipapo mukuru wapaTemberi namapurisa vakaenda vakandovatora pasina muchokoto nokuti vaitya kutemwa namatombo navanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ipapo mukuru wapaTemberi namapurisa vakaenda vakandovatora pasina muchokoto nokuti vaitya kutemwa namatombo navanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Paakazvinzwa, mukuru wavarindi akabva aenda navabati vake akandouya navapostori. Havana kuzviita nokumanikidza, nokuti vaitya kuti vanhu vangavatake namabwe. Viz kapitola |