Mabasa 5:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino mukuru wetembere, naʋaprista ʋakuru, ʋakati ʋacinzwa mashoko iwayo, ʋakakaŋganiswa pamsoro paɀo, ʋasiŋgaziʋi kuti ɀinozoɗini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino mukuru wetemberi, navapristi vakuru, vakati vachinzwa mashoko iwayo, vakakanganiswa pamusoro pazvo, vasingazivi kuti zvinozodini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvino mukuru wapaTemberi navapristi vakuru pavakanzwa mashoko aya zvakavakangaidza vachishama kuti zvichaperera kupi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvino mukuru wapaTemberi navapristi vakuru pavakanzwa mashoko aya zvakavakangaidza vachishama kuti zvichaperera kupi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vakati vanzwa chiziviso ichi, mukuru wavarindi vetemberi navaprista vakuru vakakanganisika, vachishaya kuti chii chaizoitika. Viz kapitola |