Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 5:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Toroŋgo takaiwana yakazarirwa ɀakasimba kwaɀo, naʋarindi ʋakarindira pamikoʋa; asi takati ticizarura, tikasawana munhu mukati.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Torongo takaiwana yakazarirwa zvakasimba kwazvo, navarindi vakarindira pamisuo; asi takati tichizarura, tikasawana munhu mukati.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Tasvikowana Jeri rakanyatsokiiwa. Vachengeti vapaJeri vakamira pamisuo asi patarizarura hapana watawana mukati.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 “Tasvikowana Jeri rakanyatsokiiwa. Vachengeti vapaJeri vakamira pamisuo asi patarizarura hapana watawana mukati.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “Tawana jeri rakanyatsozarirwa, navarindi vamire pamikova; asi patazarura, hatina kuwana munhu mukati.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 5:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy