Mabasa 5:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akaɀikamurira ɀimŋe pamuteŋgo, mukadzi wake aciɀiziʋa ʋo, akaʋuya nomumŋe mugoʋe, ndokuuisa pamberi paʋaapostora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 akazvikamurira zvimwe pamutengo, mukadzi wake achizivawo, akauya nomumwe mugove, ndokuuisa pamberi pavapostori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akachengeta chimwe chikamu chemari yacho mudzimai wake achizviziva. Akauya nechimwe chikamu chemari iya akaiisa mumaoko avapositori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akachengeta chimwe chikamu chemari yacho mudzimai wake achizviziva. Akauya nechimwe chikamu chemari iya akaiisa mumaoko avapositori. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mukadzi wake achinyatsozvizivawo, akazvikamurira chimwe chikamu chemari, asi yakasara akauya nayo akaiisa pamberi pavapostori. Viz kapitola |