Mabasa 5:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋatendi ʋazhinji kwaɀo, ʋarume naʋakadzi, ʋairamba ʋaciwedzerwa kunaShe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vatendi vazhinji kwazvo, varume navakadzi, vairamba vachiwedzerwa kuna Ishe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi vatendi vairamba vachingowedzerwa kuna Tenzi, varume navakadzi vazhinji Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi vatendi vairamba vachingowedzerwa kuna Tenzi, varume navakadzi vazhinji Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvisinei zvazvo, varume vazhinji navakadzi vakatenda kuna She uye vakawedzera uwandu. Viz kapitola |