Mabasa 5:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi pakati paʋamŋe kwakaŋga kusinomunhu wakatsuŋga kuɀiisa kwaʋari; asi ʋanhu ʋaiʋakudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Asi pakati pavamwe kwakanga kusina munhu akatsunga kuzviisa kwavari; asi vanhu vaivakudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vamwe vanhu vose vaitya kubatana navo asi vanhu vaivaremekedza zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vamwe vanhu vose vaitya kubatana navo asi vanhu vaivaremekedza zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Hakuna munhu akatsunga kubatana navo kunyange zvazvo vakanga vachikudzwa zvikuru navanhu. Viz kapitola |