Mabasa 5:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kutya kukuru kukawira kereke yose naʋose ʋakaɀinzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Kutya kukuru kukawira kereke yose navose vakazvinzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Sangano rose rakawirwa nokutya kukuru uye vose vakanzwa zvinhu izvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Sangano rose rakawirwa nokutya kukuru uye vose vakanzwa zvinhu izvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kutya kukuru kwakabata kereke yose navose vakanzwa zvinhu izvi. Viz kapitola |