Mabasa 4:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 nokuti munhu wakaŋga aitirwa ciratidzo ici wakaŋga anamakore makumi manna anemiraʋudzo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 nokuti munhu akanga aitirwa chiratidzo ichi akanga ana makore makumi mana ane mirawudzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chikonzero ndechokuti munhu akaitirwa chiratidzo ichi chokuponeswa akanga ava namakore anopfuura makumi mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Chikonzero ndechokuti munhu akaitirwa chiratidzo ichi chokuponeswa akanga ava namakore anopfuura makumi mana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Nokuti murume akanga aporeswa nechishamiso akanga ana makore anodarika makumi mana. Viz kapitola |