Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 3:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Mŋari wakataŋga kukumutsirai imi Muranda wake, akamutuma kukuropafadzai, acidzora mumŋe nomumŋe wenyu paɀakaipa ɀenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Mwari akatanga kukumutsirai imi Muranda wake, akamutuma kukuropafadzai, achidzora mumwe nomumwe wenyu pazvakaipa zvenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Mwari paakamutsa muranda wake akamutumira pokutanga kwamuri kuti akukomborerei nokukutendeutsai mose kubva kuuipi hwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Mwari paakamutsa muranda wake akamutumira pokutanga kwamuri kuti akukomborerei nokukutendeutsai mose kubva kuuipi hwenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Mwari akati amutsa muranda wake, akatanga kumutuma kwamuri kuti akuropafadzei nokukutendeutsai mumwe nomumwe wenyu kubva panzira dzenyu dzakaipa.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 3:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy