Mabasa 3:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino mumŋe nomumŋe kana asiŋgatereri Muprofita uyo, ucaparadzwa kwaɀo pakati paʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino mumwe nomumwe kana asingateereri Muporofita uyo, achaparadzwa kwazvo pakati pavanhu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ani naani asingateereri muporofita iyeyo achaparadzwa achibviswa mukati mavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ani naani asingateereri muporofita iyeyo achaparadzwa achibviswa mukati mavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ani naani zvake asingamuteereri achaparadzwa kwazvo pakati pavanhu vokwake.’ Viz kapitola |