Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 3:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋakamuziʋa, kuti ndiye waigarira ɀipo pamukoʋa Wakanaka wetembere; ʋakakatyamara ɀikuru nokushamiswa neɀaakaitirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vakamuziva, kuti ndiye aigarira zvipo pamusuo Wakanaka wetemberi; vakakatyamara zvikuru nokushamiswa nezvaakaitirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 vakamuziva kuti ndiye uya aigaririra rubatsiro paSuorakanaka reTemberi. Vakakatyamadzwa vakanana kwazvo nezvakanga zvaitika kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 vakamuziva kuti ndiye uya aigaririra rubatsiro paSuorakanaka reTemberi. Vakakatyamadzwa vakanana kwazvo nezvakanga zvaitika kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 vakamuziva kuti ndiye murume uya aisigara achipemha ari pasuo retemberi rainzi Rakanaka, uye vakakatyamara vakashamiswa kwazvo nezvakanga zvaitika kwaari.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 3:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy