Mabasa 28:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino pedyo ipapo paiʋa neminda yomukuru weciwi, wainzi Pubrio; iye wakatigamucira, akatigarisa ɀakanaka mazuʋa matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino pedyo ipapo paiva neminda yomukuru wechiwi, ainzi Pubhuiryo; iye akatigamuchira, akatigarisa zvakanaka mazuva matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Padyo nenzvimbo iyoyo pakanga pane minda yomukuru mukuru wechitsuwa ichocho ainzi Pubhiriosi akatigamuchira akatichengeta zvakanaka kwamazuva matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Padyo nenzvimbo iyoyo pakanga pane minda yomukuru mukuru wechitsuwa ichocho ainzi Pubhiriosi akatigamuchira akatichengeta zvakanaka kwamazuva matatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pakanga pano munda waiva pedyo ipapo wakanga uri waPabhuriosi, muchinda mukuru wechitsuwa icho. Akatigamuchira kumba kwake akatichengeta zvakanaka kwamazuva matatu. Viz kapitola |