Mabasa 27:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ʋakayera kudzika kwemʋura, ʋakawana pakaita mafadomi makumi maʋiri; ʋakapfuʋura ɀishoma, ndokuyera ɀe, ʋakawana pakaita mafadomi anegumi namashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Vakayera kudzika kwemvura, vakawana pakaita mafadhomi makumi maviri; vakapfuura zvishoma, ndokuyerazve, vakawana pakaita mafadhomi ane gumi namashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Vakaera namaungira vakaona mvura iri mamita makumi matatu namanomwe. Vangoti endei pamberi zvishomanana vakaerazve namaungira vakaona kuti yakanga yava mamita makumi maviri ana manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Vakaera namaungira vakaona mvura iri mamita makumi matatu namanomwe. Vangoti endei pamberi zvishomanana vakaerazve namaungira vakaona kuti yakanga yava mamita makumi maviri ana manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakashandisa zvokuyera kudzika kwemvura vakaona kuti pakanga pakadzika mamita makumi mana. Shure kwenguva pfupi, vakayerazve vakawana kuti pakanga padzika namamita makumi matatu. Viz kapitola |