Mabasa 26:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino neni nnaiti ndinofanira kuita ɀinhu ɀizhinji ɀinopesana nezita raJesu weNazareta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Zvino neni ndaiti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvinopesana nezita raJesu weNazareta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Iniwo pachangu ndaiva nechokwadi chaicho kuti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvokurwisa zita raJesu weNazareti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Iniwo pachangu ndaiva nechokwadi chaicho kuti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvokurwisa zita raJesu weNazareti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Neniwo ndakanga ndichigutsikana ndichitoti ndinofanira kuita zvose zvandaigona kuti ndipikise zita raJesu weNazareta. Viz kapitola |