Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 26:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 ƲaJuda ʋose ʋanoziʋa mufambire waŋgu, kubva paʋuɗuku bgaŋgu, waiʋa pakati porudzi rwaŋgu napaJerusarema kubva pakutaŋga;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “VaJudha vose vanoziva mafambiro angu, kubva pauduku hwangu, aiva pakati porudzi rwangu napaJerusaremu, kubva pakutanga;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 “VaJudha vose vanoziva mugariro wangu kubvira pahwana huduku hwangu uye upenyu hwandakagara kubvira pakutanga mukati merudzi rwangu muJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 “VaJudha vose vanoziva mugariro wangu kubvira pahwana huduku hwangu uye upenyu hwandakagara kubvira pakutanga mukati merudzi rwangu muJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 “VaJudha vose zvavo vanoziva nzira yandakararama nayo kubvira pandakanga ndiri mwana, kubva pakutanga kwoupenyu hwangu munyika yokwangu, nomuJerusaremawo.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 26:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy