Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 25:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino Festo aciɗa kufadza ʋaJuda, akapindura Pauro akati: Unoɗa here kukwira Jerusarema, undotoŋgwa’ko pamberi paŋgu pamsoro peɀinhu iɀi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino Fesito achida kufadza vaJudha, akapindura Pauro akati, “Unoda here kukwira Jerusaremu, undotongwako pamberi pangu pamusoro pezvinhu izvi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Pamusana pokuda kufadza vaJudha akati kuna Pauro, “Unoda here kuenda kuJerusaremu kundotongwa nemhosva dzamhan'arwa kwandiri idzi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Pamusana pokuda kufadza vaJudha akati kuna Pauro, “Unoda here kuenda kuJerusaremu kundotongwa nemhosva dzamhan'arwa kwandiri idzi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Fesitasi achida kufadza vaJudha, akati kuna Pauro, “Unoda here kuenda kuJerusarema kuti undomira pamberi pangu uchitongwa neni ikoko pamusoro pemhosva dzaunopomerwa idzi?”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 25:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy