Mabasa 25:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Pauro akaɀiɗaʋirira, akati: Handina‐kutadzira murairo waʋaJuda, kana tembere, kana Kesari Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Pauro akazvidavirira, akati, “Handina kutadzira murayiro wavaJudha, kana temberi, kana Kesari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pauro, achizvidzivirira, akati, “Handina kana kutyora mutemo wavaJudha kana weTemberi kana kutadzira Siza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pauro, achizvidzivirira, akati, “Handina kana kutyora mutemo wavaJudha kana weTemberi kana kutadzira Siza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Pauro akazvidavirira achiti, “Ini handina kuita chinhu chakaipa pamusoro pomurayiro wavaJudha kana temberi kana Kesari.” Viz kapitola |