Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 25:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi Festo wakapindura, aciti Pauro wakaceŋgetwa Kesaria, ʋuye kuti iye amene wakaŋga okurumidza kuenda’ko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Asi Fesito akapindura, achiti, “Pauro akachengetwa Kesaria, uye kuti iye amene akanga okurumidza kuendako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Fesitusi akapindura achiti, “Pauro ari kuchengetedzwa kuSezaria uye kuti iye Fesitusi pachakewo aitoda kuendako mushure mechinguvana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Fesitusi akapindura achiti, “Pauro ari kuchengetedzwa kuSezaria uye kuti iye Fesitusi pachakewo aitoda kuendako mushure mechinguvana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Fesitasi akapindura akati, “Pauro akachengetwa paKesaria, uye ini pachangu ndichaendako nokukurumidza.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 25:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy