Mabasa 25:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋaprista ʋakuru naʋakuru ʋaʋaJuda ʋakamhaŋarira Pauro kwaari, ʋakamunyeŋgetera, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 vapristi vakuru navakuru vavaJudha vakamhan'arira Pauro kwaari vakamunyengetera, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vapristi vakuru navakuru vakuru vaVaJudha vakamuzivisa nezvemhosva yavaipa Pauro. Vakamukumbirisa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vapristi vakuru navakuru vakuru vaVaJudha vakamuzivisa nezvemhosva yavaipa Pauro. Vakamukumbirisa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 vaprista vakuru navakuru vavaJudha vakamira pamberi pake vakapira mhosva yaPauro kwaari. Viz kapitola |