Mabasa 24:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 NaʋaJuda ʋakabvumira ʋo pakumhaŋara, ʋakasimbisa kuti ɀinhu iɀoɀo ndiɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 NavaJudha vakabvumirawo pakumhan'ara, vakasimbisa kuti zvinhu izvozvo ndizvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 VaJudha vakatsigira kumupa mhosva vachiti ndizvo chaizvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 VaJudha vakatsigira kumupa mhosva vachiti ndizvo chaizvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 VaJudha vakabvumirana nezvaakanga achipomerwa, vachisimbisa kuti zvinhu izvi zvaiva zvechokwadi. Viz kapitola |