Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 24:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti takaʋona kuti murume uyu wakashata kwaɀo, unomutsa ɓope paʋaJuda ʋose panyika dzose, ari mutuŋgamiriri weɓoka raʋaNazareni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nokuti takaona kuti murume uyu wakashata kwazvo, anomutsa bope pavaJudha vose panyika dzose, ari mutungamiriri weboka ravaNazareni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Takaona kuti munhu uyu mupesveri, anomutsa nyonganyonga pakati pavaJudha vose pasi pose uye inhungamiri yekaboka kavaNazarini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Takaona kuti munhu uyu mupesveri, anomutsa nyonganyonga pakati pavaJudha vose pasi pose uye inhungamiri yekaboka kavaNazarini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Takaona kuti murume uyu akaipa, anomutsa bope pakati pavaJudha munyika yose. Ndiye mutungamiri weboka ravaNazareta

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 24:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy