Mabasa 23:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti ʋaSaduse ʋaiti hapana‐kumuka kwaʋakafa, kana mutumŋa, kana mŋeya; asi ʋaFarise ʋaitenda iɀoɀo ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti vaSadhusi vaiti hapana kumuka kwavakafa, kana mutumwa, kana mweya; asi vaFarisi vaitenda izvozvo zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Chiripo ndechokuti, vaSadhusei vanoti zvokumuka kwavafi hapana kana mutumwa kana mweya asi vaFarisei vanoti zvose izvozvo zviriko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Chiripo ndechokuti, vaSadhusei vanoti zvokumuka kwavafi hapana kana mutumwa kana mweya asi vaFarisei vanoti zvose izvozvo zviriko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 VaSadhusi vanoti hakuna kumuka kwavakafa, uye kuti hakuna mutumwa kana mweya, asi vaFarisi vanotenda izvozvo zvose. Viz kapitola |