Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 23:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 ndikawana kuti wakwirirwa pamsoro pamashoko omurairo waʋo, asi asinemhoȿa yecinhu ciŋgafanira rufu kana kusuŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 ndikawana kuti wakwirirwa pamusoro pamashoko omurayiro wavo, asi asina mhosva yechinhu chingafanira rufu kana kusungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ndakaona kuti vaimupa mhosva dzezvemutemo wavo asi hapana mhosva yavaimupa inokodzera rufu kana kuiswa mujeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Ndakaona kuti vaimupa mhosva dzezvemutemo wavo asi hapana mhosva yavaimupa inokodzera rufu kana kuiswa mujeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ndakaona kuti aipomerwa mhosva pamusoro pamashoko omurayiro wavo, asi pakanga pasina mhosva ingafanira rufu kana kupfigirwa mutorongo.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 23:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy