Mabasa 23:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naiɀoɀo mukuru wecuru camazana akaendisa jaya, akamuraira, aciti: Usaʋudza munhu, kuti wandiziʋisa iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Naizvozvo mukuru wechiuru chamazana akaendesa jaya, akamurayira, achiti, “Usaudza munhu, kuti wandizivisa izvozvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mukuru mukuru wamasoja akaendesa jaya riya achiriudza kuti risataurire kana munhu zvake kuti ramuudza izvozvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mukuru mukuru wamasoja akaendesa jaya riya achiriudza kuti risataurire kana munhu zvake kuti ramuudza izvozvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mukuru wavarwi akaita kuti jaya iri riende uye akamuyambira achiti, “Usaudza munhu kuti wataura izvi kwandiri.” Viz kapitola |