Mabasa 22:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ʋaiʋa neni ʋakaʋona ciedza, asi haʋanakunzwa inzwi rowakataura neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino vaiva neni vakaona chiedza, asi havana kunzwa izwi rowakataura neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino avo vakanga vaneni vakaona chiedza asi havana kunzwa izwi rewakanga achitaura kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino avo vakanga vaneni vakaona chiedza asi havana kunzwa izwi rewakanga achitaura kwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Shamwari dzangu dzakaona chiedza, asi hadzina kunzwa inzwi raiye akanga achitaura neni. Viz kapitola |