Mabasa 22:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikapindura, ndikati: Ndimi aniko Ishe? Akati kwandiri: Ndini Jesu weNazareta, waunotambudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Ndikapindura, ndikati, ‘Ndimi aniko Ishe?’ Akati kwandiri, ‘Ndini Jesu weNazareta, waunotambudza.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ini ndakapindura ndichiti, ‘Ndimi aniko Tenzi?’ Iye akati kwandiri, ‘Ndini Jesu weNazareti wauri kutambudza.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ini ndakapindura ndichiti, ‘Ndimi aniko Tenzi?’ Iye akati kwandiri, ‘Ndini Jesu weNazareti wauri kutambudza.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Ndakati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ “Iye akati, ‘Ndini Jesu weNazareta, wauri kutambudza.’ Viz kapitola |