Mabasa 22:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mukuru wecuru camazana akaʋuya akati kwaari: Ndiʋudze, uri muRoma here? Akati: Hoŋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Mukuru wechiuru chamazana akauya akati kwaari, “Ndiudze, uri muRoma here?” Akati, “Hongu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ipapo mukuru mukuru wamasoja akauya akati kwaari, “Ndiudze, uri muRoma here?” Iye akati, “Hongu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ipapo mukuru mukuru wamasoja akauya akati kwaari, “Ndiudze, uri muRoma here?” Iye akati, “Hongu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mukuru wavarwi akaenda kuna Pauro akati, “Nditaurire, uri muRoma here iwe?” Akapindura akati, “Hongu, ndiri muRoma.” Viz kapitola |