Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 22:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 mukuru wecuru camazana akaraira, kuti aiswe kuimba yaʋarwi, aciti abvunzwe nokurobga ɀikuru, kuti aziʋe mhoȿa yaʋakaŋga ʋamupopoterera kuɗai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 mukuru wechiuru chamazana akarayira, kuti aiswe kuimba yavarwi, achiti abvunzwe nokurohwa zvikuru, kuti azive mhosva yavakanga vamupopoterera kudai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 mukuru mukuru wamasoja akati ngaauiswe munzvimbo inogara masoja vamurove kwazvo kuti vaongorore vaone chikonzero chokuti vaJudha vazhambe kwaari zvakadaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 mukuru mukuru wamasoja akati ngaauiswe munzvimbo inogara masoja vamurove kwazvo kuti vaongorore vaone chikonzero chokuti vaJudha vazhambe kwaari zvakadaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 mukuru wavarwi akarayira kuti Pauro aendeswe kudzimba dzavarwi. Akarayira kuti arohwe uye abvunzwe kuitira kuti vazive kuti nemhaka yei vanhu vakanga vachimupopotera kudai.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 22:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy