Mabasa 22:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iʋo ʋakati ʋacinzwa, kuti wotaura naʋo norurimi rweciHeberu, ʋakanyanya kunyarara. Iye akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ivo vakati vachinzwa, kuti wotaura navo norurimi rwechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Iye akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pavakanzwa kuti aitaura kwavari nechiHebheru vakabva vatonyarara zvikuru. Iye akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pavakanzwa kuti aitaura kwavari nechiHebheru vakabva vatonyarara zvikuru. Iye akati, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pavakanzwa achitaura kwavari nechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Ipapo Pauro akati, Viz kapitola |