Mabasa 22:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo ndikati: Ishe, ʋanoziʋa ʋamene kuti ini ndaiisa mutoroŋgo, nokuroʋa mumasinagoge, aʋo ʋaitenda kwamuri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo ndikati, ‘Ishe, vanoziva vamene kuti ini ndaiisa mutorongo, nokurova mumasinagoge, avo vaitenda kwamuri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ini ndakati, “Tenzi ivo pachavo vanoziva kuti musinagogu yoga yoga ndaiisa vanhu mujeri ndichirova vaitenda mamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ini ndakati, “Tenzi ivo pachavo vanoziva kuti musinagogu yoga yoga ndaiisa vanhu mujeri ndichirova vaitenda mamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Ndakapindura ndikati, ‘Ishe, vanhu ava vanoziva kuti ndakanga ndichienda musinagoge rimwe nerimwe kuti ndinosunga uye ndirove vaya vaitenda kwamuri. Viz kapitola |