Mabasa 22:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 akaʋuya kwandiri, akamira, akati kwandiri: Sauro, hama, ciʋona! Neŋguʋa iyo ndikamuʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 akauya kwandiri, akamira, akati kwandiri, ‘Sauro, hama, chiona!’ Nenguva iyo ndikamuona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akauya kwandiri akasvikomira pandiri akanditi, ‘Hama Sauro chikwanisa kuonazve.’ ” Ndakabva ndava kuona, ndikamuonawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akauya kwandiri akasvikomira pandiri akanditi, ‘Hama Sauro chikwanisa kuonazve.’ ” Ndakabva ndava kuona, ndikamuonawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akamira neni akati, ‘Hama Pauro, chiona!’ uye nenguva yakare iyoyo ndakakwanisa kumuona. Viz kapitola |