Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 22:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ndikati: Ndoɗiniko, Ishe? Ishe akati kwandiri: Simuka, uende Damasko; apo ucaʋudzwa ɀose ɀakatarwa kuti uɀiite.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Ndikati, ‘Ndodiniko, Ishe?’ Ishe akati kwandiri, ‘Simuka, uende Dhamasiko, apo uchaudzwa zvose zvakatarwa kuti uzviite.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ndakati, ‘Ko ndoiteko Tenzi?’ Tenzi akati kwandiri, ‘Chisimuka uende muDhamasikusi. Imomo uchataurirwa zvose zvawakarongerwa kuti uite.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ndakati, ‘Ko ndoiteko Tenzi?’ Tenzi akati kwandiri, ‘Chisimuka uende muDhamasikusi. Imomo uchataurirwa zvose zvawakarongerwa kuti uite.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Ndakabvunza ndikati, ‘Munoda kuti ndiiteiko Ishe?’ “Ishe akati, ‘Simuka, upinde muDhamasiko. Imomo ndimo mauchandoudzwa zvose zvawakatarirwa kuti uite.’

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 22:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy