Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 20:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino nomusi wokutaŋga weviki, takaʋuŋgana kuti timeɗure ciŋgwa, Pauro akataurirana naʋo, aciɗa kuenda maŋgwana; akaramba aciparidza shoko kuȿikira pakati poʋusiku.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino nomusi wokutanga wevhiki, takaungana kuti timedure chingwa, Pauro akataurirana navo, achida kuenda mangwana; akaramba achiparidza shoko kusvikira pakati pousiku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pazuva rokutanga revhiki, patainge takaungana kuti timedure chingwa, Pauro akataura navo achida kuzosimuka mangwana acho. Akarebesa nhauro yake kusvikira pakati pousiku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Pazuva rokutanga revhiki, patainge takaungana kuti timedure chingwa, Pauro akataura navo achida kuzosimuka mangwana acho. Akarebesa nhauro yake kusvikira pakati pousiku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Nomusi wokutanga wevhiki takaungana pamwe chete kuti timedure chingwa. Pauro akataura kuvanhu uye, nokuda kwokuti akanga achida kuenda pazuva raitevera, akaramba achingotaura kusvikira pakati pousiku.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 20:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy