Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 20:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Munoziʋa imi mumene, kuti maʋoko awa akaɓatira kushaiwa kwaŋgu nokwaʋanhu ʋandaiʋa naʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Munoziva imi mumene, kuti maoko awa akabatsira kushayiwa kwangu nokwavanhu vandaiva navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Imi pachenyu munozviziva kuti maoko aya ndiwo aindishandira pane zvandaida nezvaidikanwa navandaiva navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Imi pachenyu munozviziva kuti maoko aya ndiwo aindishandira pane zvandaida nezvaidikanwa navandaiva navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Imi munoziva pachenyu kuti maoko angu aya akabatira kushayiwa kwangu nokushayiwa kwavandaiva navo.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 20:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy