Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 20:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Handinakucocora sirveri, kana ndarama, kana ŋguʋo dzomunhu mumŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Handina kuchochora sirivha, kana ndarama, kana nguo dzomunhu mumwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Handina kuchiva sirivha kana ndarama kana hanzu dzomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Handina kuchiva sirivha kana ndarama kana hanzu dzomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Handina kumbochiva sirivha yomunhu kana goridhe kana nguo yomunhu.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 20:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy