Mabasa 20:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino ndinokuisai kunaShe, neshoko renyasha dzake, iye unesimba rokukuʋakisai, nokukupai nhaka pakati paʋakaitwa ʋatȿene ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 “Zvino ndinokuisai kuna Ishe, neshoko renyasha dzake, iye ane simba rokukuvakisai, nokukupai nhaka pakati pavakaitwa vatsvene vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino ndinokukumikidzai kuna Mwari uye kuShoko renyasha dzake rinokwanisa kukuvakai nokukupai nhaka pakati pavakaitwa vatsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino ndinokukumikidzai kuna Mwari uye kuShoko renyasha dzake rinokwanisa kukuvakai nokukupai nhaka pakati pavakaitwa vatsvene. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 “Zvino ndinokuisai kuna Mwari nokushoko renyasha dzake, iro rinogona kukuvakai uye richikupai nhaka pakati paavo vakaitwa vatsvene. Viz kapitola |