Mabasa 20:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akati agara mŋedzi mitatu, raŋgano yakaipa ikaitwa naʋaJuda pamsoro pake, oɗa kuenda Siria necikepe, akati ndodzokera napaMakedonia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Akati agara mwedzi mitatu, rangano yakaipa ikaitwa navaJudha pamusoro pake, oda kuenda Siria nechikepe, akati ndodzokera napaMakedhonia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 kwaakagara mwedzi mitatu. Pamusana pokuti pakaitwa bangano navaJudha rokumurwisa, panguva yaakanga ava kuda kuenda nechikepe kuSiria, akafunga zvokudzokera nokuMasedhonia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 kwaakagara mwedzi mitatu. Pamusana pokuti pakaitwa bangano navaJudha rokumurwisa, panguva yaakanga ava kuda kuenda nechikepe kuSiria, akafunga zvokudzokera nokuMasedhonia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uko kwaakandogara kwemwedzi mitatu. Nokuda kwokuti vaJudha vakanga vaita rangano yakaipa pamusoro pake paakanga oda kukwira chikepe kuti aende kuSiria, akafunga kudzokerazve nokuMasedhonia. Viz kapitola |